Eksodo 28:30 - Shona BIBLE30 Unofanira kuisawo muhombodo yechipfuva yokutonga Urimi neTumimi, kuti zvive pamwoyo waAroni kana achipinda pamberi paJehovha; Aroni agotakura kutongwa kwavana VaIsiraeri pamwoyo wake pamberi paJehovha nguva dzose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Unofanira kuisa ʋo muhomboɗo yecifuʋa yokutoŋga Urimi neTumimi, kuti ɀiʋe pamŋoyo waAroni kana acipinda pamberi paJehova; Aroni agotakura kutoŋgwa kwaʋana ʋaIsraeri pamŋoyo wake pamberi paJehova ŋguʋa dzose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Unofanira kuisawo muhombodo yechipfuva yokutonga Urimi neTumimi, kuti zvive pamoyo waAroni kana achipinda pamberi paJehovha; Aroni agotakura kutongwa kwavana vaIsiraeri pamoyo wake pamberi paJehovha nguva dzose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Unoisawo Urimu neTumimu munyembe yapadundundu yokutonga nayo, kuti Aroni, paanouya kuneni Tenzi ange ainazvo akazvipfeka pamwoyo kuitira kuti vaIsiraeri vagoziva chido chaTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Unoisawo Urimu neTumimu munyembe yapadundundu yokutonga nayo, kuti Aroni, paanouya kuneni Tenzi ange ainazvo akazvipfeka pamwoyo kuitira kuti vaIsiraeri vagoziva chido chaTenzi. See the chapter |