Eksodo 28:14 - Shona BIBLE14 nezviketani zviviri zvendarama yakaisvonaka; uzviite setambo rwakakoswa, ugoisa zviketani zvacho zvakamoniwa pazviruva izvozvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 neɀiketani ɀiʋiri ɀendarama yakaiȿo‐naka; uɀiite sorwonzi rwakakoshwa, ugoisa ɀiketani iɀo ɀakamoniwa paɀiruʋa iɀoɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 nezviketani zviviri zvendarama yakaisvonaka; uzviite sorwonzi rwakakoswa, ugoisa zviketani izvo zvakamoniwa pazviruva izvozvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 wozogadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa unamatidze tucheni twakakoswa itwotwo patusefa twesimbi twacho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 wozogadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa unamatidze tucheni twakakoswa itwotwo patusefa twesimbi twacho. See the chapter |