Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 27:9 - Shona BIBLE

9 “Unofanira kuitawo ruvazhe rwetabhenakeri; kurutivi rwezasi, rwakatarira zasi, ngakuve nemicheka yakarembedzwa yakaisvonaka, yakarukwa; kureba kwayo mukubhiti ane zana kurutivi rumwe;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Unofanira kuita ʋo ruʋazhe rwetabernakeri; kurutiʋi rwezasi, rwakatarira zasi, ŋgakuʋe nemiceka yakarembedzwa yakaiȿo‐naka, yakarukwa; kureɓa kwayo makubiti anezana kurutiʋi rumŋe;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Unofanira kuitawo ruvazhe rwetabhenakeri; kurutivi rwezasi, rwakatarira zasi, ngakuve nemicheka yakarembedzwa yakaisvonaka, yakarukwa; kureba kwayo mukubhiti ane zana kurutivi rumwe;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Unofanira kugadzira nhandare yetendhe rinoera. Kurutivi rwokumaodzanyemba rwenhandare iyoyo ngakuve namachira okudzikatirisa erineni akanakisa ose pamwechete aite mamita makumi mana ana mana kureba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Unofanira kugadzira nhandare yetendhe rinoera. Kurutivi rwokumaodzanyemba rwenhandare iyoyo ngakuve namachira okudzikatirisa erineni akanakisa ose pamwechete aite mamita makumi mana ana mana kureba.

See the chapter Copy

Eksodo 27:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements