Eksodo 27:20 - Shona BIBLE20 “Unofanira kuraira vana VaIsiraeri kuti vauye kwauri namafuta omuorivhi akaisvonaka akavhenganiswa omwenje, kuti avhenekese mwenje nguva dzose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Unofanira kuraira ʋana ʋaIsraeri kuti ʋaʋuye kwauri namafuta omuorivi akaiȿo‐naka akaȿinhiwa omŋenje, kuti avenekese mŋenje ŋguʋa dzose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 “Unofanira kuraira vana vaIsiraeri kuti vauye kwauri namafuta omuorivhi akaisvonaka akasvinhiwa omwenje, kuti avhenekese mwenje nguva dzose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Iti vaIsiraeri vakupe mafuta akanakisisa eorivhi, okudira mumarambi echigadzikiro chomwenje achagara akatungidzwa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Iti vaIsiraeri vakupe mafuta akanakisisa eorivhi, okudira mumarambi echigadzikiro chomwenje achagara akatungidzwa, See the chapter |