Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 27:18 - Shona BIBLE

18 Kureba kworuvazhe kunofanira kuva makubhiti ane zana, noupamhi makubhiti makumi mashanu kwose, nokukwirira makubhiti mashanu; zviitwe nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, nezvigadziko zvadzo zvendarira.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Kureɓa kworuʋazhe kunofanira kuʋa makubiti anezana, noʋupamhi makubiti makumi mashanu kwose, nokukwirira makubiti mashanu; ɀiitwe nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa, neɀigadziko ɀadzo ɀendarira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Kureba kworuvazhe kunofanira kuva makubhiti ane zana, noupamhi makubhiti makumi mashanu kwose, nokukwirira makubhiti mashanu; zviitwe nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, nezvigadziko zvadzo zvendarira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Kureba kwenhandare ngakuite mamita makumi mana ana mamita mana, kufara kwayo, kuite mamita makumi maviri ana mamita maviri, nokukwira kwejira ngakuitewo mamita maviri ana masendimita makumi maviri, unamachira okudzikatirisa erineni yakanakisisa, namapango nezvigadzikiro zvendarira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Eksodo 27:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements