Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 27:1 - Shona BIBLE

1 “Unofanira kuita atari nomuakeshia; kureba kwayo makubhiti mashanu, noupamhi hwayo makubhiti mashanu; atari ngaive nenhivi ina dzakaenzana; kukwirira kwayo ngakuve makubhiti matatu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Unofanira kuita artari nomuakasia; kureɓa kwayo makubiti mashanu, noʋupamhi bgayo makubiti mashanu; artari ŋgaiʋe nenhiʋi inna dzakaenzana; kukwirira kwayo ŋgakuʋe makubiti matatu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 “Unofanira kuita atari nomuakasia; kureba kwayo makubhiti mashanu, noupamhi hwayo makubhiti mashanu; atari ngaive nenhivi ina dzakaenzana; kukwirira kwayo ngakuve makubhiti matatu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 “Unofanira kuita atari namapango omuunga akavezwa. Kureba kwayo ngakuite mamita maviri ana masendimita makumi maviri, upamhi hwayo huve mamita maviri ane masendimita makumi maviri, kukwira kwayo kuve mita imwechete ina masendimita makumi matatu. Mativi mana eatari iyoyo ngaave akaenzana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Eksodo 27:1

Follow us:

Advertisements

Advertisements