Eksodo 26:36 - Shona BIBLE36 “Unofanira kuitirawo mukova wetende keteni rezvakarukwa zvitema, nezvishava nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, rive basa romusoni anogona. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Unofanira kuitira ʋo mukoʋa wetente cidzitiro ceɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa, riʋe ɓasa romusoni unogona. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 “Unofanira kuitirawo mukova wetende chidzitiro chezvakarukwa zvitema, nezvishava nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, rive basa romusoni anogona. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 “Unofanira kugadzira jira rokudzikatirisa rokuisa pamusuo wetendhe. Ngarigadzirwe namachira erineni akanakisisa akarukirwa achishongedzwa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 “Unofanira kugadzira jira rokudzikatirisa rokuisa pamusuo wetendhe. Ngarigadzirwe namachira erineni akanakisisa akarukirwa achishongedzwa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku. See the chapter |