Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 24:3 - Shona BIBLE

3 Zvino Mosesi akauya akaudza vanhu mashoko ose aJehovha, nezvaakanga atema zvose, vanhu vakapindura nezwi rimwe vakati, “Mashoko ose akarehwa naJehovha tichaaita.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino Mosesi akaʋuya akaʋudza ʋanhu mashoko ose aJehova, neɀaakaŋga atema ɀose, ʋanhu ʋakapindura nenzwi rimŋe, ʋakati: Mashoko ose akarebga naJehova ticaaita.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino Mosesi akauya akaudza vanhu mashoko ose aJehovha, nezvaakanga atema zvose, vanhu vakapindura nezwi rimwe vakati, “Mashoko ose akarehwa naJehovha tichaaita.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mosesi akandoudza vaIsiraeri zvose zvakarehwa naTenzi nemirao yose. Vanhu vose vakapindura pamwechete vachiti, “Tichaita zvose zvataurwa naTenzi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Mosesi akandoudza vaIsiraeri zvose zvakarehwa naTenzi nemirao yose. Vanhu vose vakapindura pamwechete vachiti, “Tichaita zvose zvataurwa naTenzi.”

See the chapter Copy

Eksodo 24:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements