Eksodo 24:16 - Shona BIBLE16 Kubwinya kwaJehovha kukagara pagomo reSinai, gore rikarifukidza mazuva matanhatu; nezuva rechinomwe akadana Mosesi ari mukati megore. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Kubginya kwaJehova kukagara pagomo reSinai, gore rikarifukidza mazuʋa matanhatu; nezuʋa recinomŋe wakaɗana Mosesi ari mukati megore. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Kubwinya kwaJehovha kukagara pagomo reSinai, gore rikarifukidza mazuva matanhatu; nezuva rechinomwe akadana Mosesi ari mukati megore. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakauya pagomo reSinai, gore rikafukidza gomo iroro kwamazuva matanhatu. Pazuva rechinomwe, iye ari mukati megore akadaidzira kuna Mosesi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakauya pagomo reSinai, gore rikafukidza gomo iroro kwamazuva matanhatu. Pazuva rechinomwe, iye ari mukati megore akadaidzira kuna Mosesi. See the chapter |