Eksodo 24:14 - Shona BIBLE14 akati kuvakuru, “Timirirei pano, kusvikira tichadzokerazve kwamuri; tarirai Aroni naHuri vanemi; ani naani ane mhaka ngaaende kwavari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 akati kuʋakuru: Timirirei pano, kuȿikira ticidzokera ɀe kwamuri; tarirai Aroni naHuri ʋanemi; aninani unemhaka ŋgaaende kwaʋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 akati kuvakuru, “Timirirei pano, kusvikira tichadzokerazve kwamuri; tarirai Aroni naHuri vanemi; ani naani ane mhaka ngaaende kwavari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akasiya audza vatungamiriri vaya kuti, “Imi imbotimirirai pano, kudzamara tadzoka kuno kwamuri. Zvavapo ndezvizvi, Aroni naHuri ndivo vamuchasara navo. Anenge ane chanyanya kunetsa ngaaende kundoona ivava.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Akasiya audza vatungamiriri vaya kuti, “Imi imbotimirirai pano, kudzamara tadzoka kuno kwamuri. Zvavapo ndezvizvi, Aroni naHuri ndivo vamuchasara navo. Anenge ane chanyanya kunetsa ngaaende kundoona ivava.” See the chapter |