Eksodo 24:12 - Shona BIBLE12 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Kwira kwandiri muno mugomo, ugarepo; ndichakupa mahwendefa amabwe ane murairo nomurau wandanyora, kuti uvadzidzise.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Kwira kwandiri muno mugomo, ugare’po; ndicakupa mahwendefa amabge anomurairo nomurau wandanyora, kuti uʋadzidzise. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Kwira kwandiri muno mugomo, ugarepo; ndichakupa mahwendefa amabwe anomurayiro nomurau wandanyora, kuti uvadzidzise.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Tenzi akati kuna Mosesi, “Kwira mugomo muno mandiri umbogaramo, ndizokupa mafendefa maviri amabwe ane mitemo nemirao yandakanyorera kudzidzisa vaIsiraeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Tenzi akati kuna Mosesi, “Kwira mugomo muno mandiri umbogaramo, ndizokupa mafendefa maviri amabwe ane mitemo nemirao yandakanyorera kudzidzisa vaIsiraeri.” See the chapter |