Eksodo 23:33 - Shona BIBLE33 Havafaniri kugara munyika yako, kuti varege kukutadzisa pamberi pangu, nokuti kana ukashumira vamwari vavo, zvirokwazvo izvo zvichava musungo kwauri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Haʋafaniri kugara munyika yako, kuti ʋarege kukutadzisa pamberi paŋgu, nokuti kana ukashumira ʋamŋari ʋaʋo, ɀirokwaɀo iɀo ɀicaʋa musuŋgo kwauri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Havafaniri kugara munyika yako, kuti varege kukutadzisa pamberi pangu, nokuti kana ukashumira vamwari vavo, zvirokwazvo izvo zvichava musungo kwauri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Musarege vanhu ivavo vachigara munyika menyu, vangadaro vakazokufurirai mukazonditadzira nokuti kana mukanamata vamwari vavo kuteyiwa chaiko kwamatoitwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Musarege vanhu ivavo vachigara munyika menyu, vangadaro vakazokufurirai mukazonditadzira nokuti kana mukanamata vamwari vavo kuteyiwa chaiko kwamatoitwa.” See the chapter |