Eksodo 23:30 - Shona BIBLE30 Ndichanyatsovadzinga pamberi pako, kusvikira mava vazhinji, upiwe nyika ive nhaka yako. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ndicanatsoʋadziŋga pamberi pako, kuȿikira maʋa ʋazhinji, upiwe nyika iʋe nhaka yako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Ndichanyatsovadzinga pamberi pako, kusvikira mava vazhinji, upiwe nyika ive nhaka yako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Kashoma nakashoma ndichafanokudzingirai vanhu ivava kudzamara imi mazova vazhinji, nyika maiita yenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Kashoma nakashoma ndichafanokudzingirai vanhu ivava kudzamara imi mazova vazhinji, nyika maiita yenyu. See the chapter |