Eksodo 22:5 - Shona BIBLE5 Kana munhu akadyisa munda, kana munda wemizambiringa, akasundira chipfuwo chake, chikandodya munda womumwe, anofanira kuripa sezvakaisvonaka zvomunda wake, nezvakaisvonaka zvomunda wake wemizambiringa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Kana munhu akadyisa munda, kana munda wemizambiriŋga, akasundira cipfuwo cake, cikandodya munda womumŋe, unofanira kuripa neɀakaiȿo‐naka ɀomunda wake, neɀakaiȿo‐naka ɀomunda wake wemizambiriŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Kana munhu akadyisa munda, kana munda wemizambiringa, akasundira chipfuwo chake, chikandodya munda womumwe, anofanira kuripa sezvakaisvonaka zvomunda wake, nezvakaisvonaka zvomunda wake wemizambiringa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Kana munhu achingunofudza zvipfuwo zvake mumunda wake wembesa kana kuti wemichero, akarega zvipfuwo zvake zvichindodya mumunda womumwe wembesa, ngaaripiswe mbesa nemichero yakanyatsosvika yomumunda make. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Kana munhu achingunofudza zvipfuwo zvake mumunda wake wembesa kana kuti wemichero, akarega zvipfuwo zvake zvichindodya mumunda womumwe wembesa, ngaaripiswe mbesa nemichero yakanyatsosvika yomumunda make. See the chapter |