Eksodo 22:4 - Shona BIBLE4 Kana chaakanga aba chikawanikwa muruoko rwake chichiri chipenyu, kana iri nzombe, kana mbongoro, kana gwai, anofanira kuripa kaviri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana caakaŋga aɓa cikawanikwa muruʋoko rwake ciciri cipenyu, kana iri nzombe, kana mboŋgoro, kana gwai, unofanira kuripa kaʋiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Kana chaakanga aba chikawanikwa muruoko rwake chichiri chipenyu, kana iri nzombe, kana mbongoro, kana gwai, anofanira kuripa kaviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kana akanga aba mombe kana kuti dhongi kana hwai, akazowanikwa ainayo iri mhenyu, ngaaripe muripo wakapetwa kaviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kana akanga aba mombe kana kuti dhongi kana hwai, akazowanikwa ainayo iri mhenyu, ngaaripe muripo wakapetwa kaviri. See the chapter |