Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 22:31 - Shona BIBLE

31 Imi munofanira kuva vanhu vatsvene kwandiri; naizvozvo hamufaniri kudya nyama yakabvamburwa nezvikara kusango, muikandire imbwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Imi munofanira kuʋa ʋanhu ʋatȿene kwandiri; naiɀoɀo hamufaniri kudya nyama yakabvamburwa neɀikara kusaŋgo, muikandire imbga.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Imi munofanira kuva vanhu vatsvene kwandiri; naizvozvo hamufaniri kudya nyama yakabvamburwa nezvikara kusango, muikandire imbwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 “Imi munofanira kuva vanhu vatsvene vakatsaurirweni, saka musadye nyama yechinhu chipi zvacho chinenge chaurayiwa nezvikara zvesango, asi ipai imbwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 “Imi munofanira kuva vanhu vatsvene vakatsaurirweni, saka musadye nyama yechinhu chipi zvacho chinenge chaurayiwa nezvikara zvesango, asi ipai imbwa.

See the chapter Copy

Eksodo 22:31

Follow us:

Advertisements

Advertisements