Eksodo 22:17 - Shona BIBLE17 Kana baba vake vakaramba chose kumupa iye, anofanira kuripa mari yakaenzana neroora ravasikana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kana ɓaɓa ʋake ʋakaramba cose kumupa iye, unofanira kuripa mari yakaenzana neroʋoro yaʋasikana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Kana baba vake vakaramba chose kumupa iye, anofanira kuripa mari yakaenzana neroora yavasikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kana baba vomusikana varambisisa kuti murume iyeyo amuroore, ngaangobvisiswa muripo unokwanirana neroora rinobvisirwa mhandara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kana baba vomusikana varambisisa kuti murume iyeyo amuroore, ngaangobvisiswa muripo unokwanirana neroora rinobvisirwa mhandara. See the chapter |