Eksodo 22:16 - Shona BIBLE16 Kana munhu achinge anyengedzera musikana asina kupfimbwa, akavata naye, zvirokwazvo anofanira kumuroora, ave mukadzi wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Kana munhu aciŋge anyeŋgedzera musikana usina‐kunyeŋgwa, akaʋata naye, ɀirokwaɀo unofanira kumuroʋora, aʋe mukadzi wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Kana munhu achinge anyengedzera musikana asina kunyengwa, akavata naye, zvirokwazvo anofanira kumuroora, ave mukadzi wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Kana murume akanyengetedza mhandara inenge isati yatumirwa mari yokuroora, akatadza naye, ngaabvise pfuma yose yokumuroora ave mukadzi wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Kana murume akanyengetedza mhandara inenge isati yatumirwa mari yokuroora, akatadza naye, ngaabvise pfuma yose yokumuroora ave mukadzi wake. See the chapter |