Eksodo 22:15 - Shona BIBLE15 Kana muridzi wacho aripo, haafaniri kuripa; kana chiri chinhu chairipirwa, muripo wacho wauya panzvimbo yacho. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana muridzi waco ari’po, haafaniri kuripa; kana ciri cinhu cairipirwa, muripo waco waʋuya panɀimbo yaco. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Kana muridzi wacho aripo, haafaniri kuripa; kana chiri chinhu chairipirwa, muripo wacho wauya panzvimbo yacho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi kana zvaitika muridzi wacho aripo, haaripiswe. Kana changa chichishandisirwa mari, chinongoripwa mari yebasa rachaita chete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Asi kana zvaitika muridzi wacho aripo, haaripiswe. Kana changa chichishandisirwa mari, chinongoripwa mari yebasa rachaita chete. See the chapter |