Eksodo 22:14 - Shona BIBLE14 Kana munhu achinge akumbira chinhu kune wekwake, chakuvara, kana kufa, muridzi wacho asisipo, zvirokwazvo anofanira kuchiripa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana munhu aciŋge akumbira cinhu kunowokwake, cikakuʋara, kana kufa, muridzi waco asisi’po, ɀirokwaɀo unofanira kuciripa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Kana munhu achinge akumbira chinhu kunowokwake, chakuvara, kana kufa, muridzi wacho asisipo, zvirokwazvo anofanira kuchiripa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana munhu achinge akumbira chipfuwo kuno mumwe, chikakuvara, kana kufa, muridzi wacho asipo, uya anga achikumbira anofanira kutoripa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Kana munhu achinge akumbira chipfuwo kuno mumwe, chikakuvara, kana kufa, muridzi wacho asipo, uya anga achikumbira anofanira kutoripa. See the chapter |