Eksodo 21:8 - Shona BIBLE8 Kana asingafadzi tenzi wake, akafunga kumuwana amene, anofanira kutendera kuti adzikinurwe; haangavi nesimba rokumutengesa kuvatorwa, nokuti amunyengedzera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kana asiŋgafadzi tenzi wake, wakafuŋga kumuwana amene, unofanira kutendera kuti adzikinurwe; haaŋgaʋi nesimba rokumuteŋgesa kuʋatorwa, nokuti wamunyeŋgedzera. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Kana asingafadzi tenzi wake, akafunga kumuwana amene, anofanira kutendera kuti adzikinurwe; haangavi nesimba rokumutengesa kuvatorwa, nokuti amunyengedzera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kana murume iyeyu akamutengera kuroora asisamudi, ngaamurege achidzikinurwa pamusana pokuti haana mvumo yokumutengesa kuvatorwa nokuti haana kuvimbika kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kana murume iyeyu akamutengera kuroora asisamudi, ngaamurege achidzikinurwa pamusana pokuti haana mvumo yokumutengesa kuvatorwa nokuti haana kuvimbika kwaari. See the chapter |