Eksodo 21:33 - Shona BIBLE33 Kana munhu akadziura gomba, uye kana munhu akachera gomba, akasaridzivira, nzombe kana mbongoro ikawiramo, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Kana munhu akadziʋura gomba, ʋuye kana munhu akacera gomba, akasaridziʋira, nzombe kana mboŋgoro ikawira’mo, See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Kana munhu akadziura gomba, uye kana munhu akachera gomba, akasaridzivira, nzombe kana mbongoro ikawiramo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 “Kana munhu akasiya zvake mugodhi usina kukwidibirwa, kana kuti ochera mugodhi osiya usina kukwidibirwa, mombe kana dhongi rowira imomo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 “Kana munhu akasiya zvake mugodhi usina kukwidibirwa, kana kuti ochera mugodhi osiya usina kukwidibirwa, mombe kana dhongi rowira imomo, See the chapter |