Eksodo 21:31 - Shona BIBLE31 Kunyangwe ikatunga mwanakomana kana mwanasikana vanofanira kumuitira nomurairo uyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Kunyaŋge ikatuŋga mŋanakomana kana mŋanasikana ʋanofanira kumuitira nomurairo uyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Kunyange ikatunga mwanakomana kana mwanasikana vanofanira kumuitira nomurayiro uyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kunyange mombe ikatunga mwana mukomana kana musikana ikamuuraya, mutongero wacho mumwechetewo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Kunyange mombe ikatunga mwana mukomana kana musikana ikamuuraya, mutongero wacho mumwechetewo. See the chapter |