Eksodo 21:3 - Shona BIBLE3 Kana achipinda ari oga, anofanira kubuda ari oga; kana ano mukadzi, mukadzi wake anofanira kubuda naye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Kana acipinda ari oga, unofanira kuɓuɗa ari oga; kana anomukadzi, mukadzi wake unofanira kuɓuɗa naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Kana achipinda ari oga, anofanira kubuda ari oga; kana ano mukadzi, mukadzi wake anofanira kubuda naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana munhu akatengwa achingova iye oga ngaaende zvake ari oga, asi kana akatengwa aine mudzimai ngaaende pamwechete nomudzimai wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana munhu akatengwa achingova iye oga ngaaende zvake ari oga, asi kana akatengwa aine mudzimai ngaaende pamwechete nomudzimai wake. See the chapter |