Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 21:22 - Shona BIBLE

22 Kana varume vakarwa, vakakuvadza mukadzi ane mimba, akashaya, asi asina kukuvadzwa hake zvikuru, iye anofanira kuripiswa sezvaanotarirwa nomurume womukadzi uyo; anofanira kuripa sezvinotarwa navatongi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Kana ʋarume ʋakarwa, ʋakakuʋadza mukadzi unemimba, akashaya, asi asina‐kukuʋadzwa hake ɀikuru, iye unofanira kuripiswa seɀaanotarirwa nomurume womukadzi uyo; unofanira kuripa seɀinotarwa naʋatoŋgi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Kana varume vakarwa, vakakuvadza mukadzi ane mimba, akashaya, asi asina kukuvadzwa hake zvikuru, iye anofanira kuripiswa sezvaanotarirwa nomurume womukadzi uyo; anofanira kuripa sezvinotarwa navatongi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 “Ngatiti varume vorwisana, vokuvadza mukadzi anenge akazvitakura obva abva pamuviri, asi osara asina kukuvadzwa zvakanyanya; murume anenge amukuvadza ngaaripiswe zvinenge zvarehwa nomurume womukadzi iyeyu, zviri zvinhu zvinobvumwawo nedare.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Eksodo 21:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements