Eksodo 21:20 - Shona BIBLE20 Kana munhu akarova muranda wake kana murandakadzi wake neshamhu, akafira paruoko rwake, zvirokwazvo anofanira kutsiviwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Kana munhu akaroʋa muranda wake kana murandakadzi wake neshamhu, akafira paruʋoko rwake, ɀirokwaɀo unofanira kutsibga. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Kana munhu akarova muranda wake kana murandakadzi wake neshamhu, akafira paruoko rwake, zvirokwazvo anofanira kutsiviwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Kana munhu akatora mubhadha akarova muranda wake wechirume kana kuti wechikadzi muranda achibva afa pakarepo, munhu iyeyo ngaarangwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Kana munhu akatora mubhadha akarova muranda wake wechirume kana kuti wechikadzi muranda achibva afa pakarepo, munhu iyeyo ngaarangwe. See the chapter |