Eksodo 21:2 - Shona BIBLE2 Kana ukatenga muranda muHebheru, ngaakubatire makore matanhatu; asi nerechinomwe anofanira kubuda hake asina chaanoripa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kana ukateŋga muranda muHeberu, ŋgaakuɓatire makore matanhatu; asi nerecinomŋe unofanira kuɓuɗa hake asina‐caanoripa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Kana ukatenga muranda muHebheru, ngaakubatire makore matanhatu; asi nerechinomwe anofanira kubuda hake asina chaanoripa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kana uchinge watenga muranda wechiHebheru, ngaakushandire kwamakore matanhatu. Asi mugore rechinomwe, muranda iyeyo murege aende zvake pasina chaanoripa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kana uchinge watenga muranda wechiHebheru, ngaakushandire kwamakore matanhatu. Asi mugore rechinomwe, muranda iyeyo murege aende zvake pasina chaanoripa. See the chapter |