Eksodo 20:25 - Shona BIBLE25 Zvino kana uchindivakira atari yamabwe, urege kuivaka namabwe akavezwa, nokuti kana ukasimudzira mbezo yako pamusoro pebwe, warisvibisa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino kana ucindiʋakira artari yamabge, urege kuiʋaka namabge akaʋezwa, nokuti kana ukasimudzira mbezo yako pamsoro pebge, wariȿiɓisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Zvino kana uchindivakira atari yamabwe, urege kuivaka namabwe akavezwa, nokuti kana ukasimudzira mbezo yako pamusoro pebwe, warisvibisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana muchindivakira atari yamabwe musaivake namabwe akavezwa nokuti kana mukatora nhemo muchiveza mabwe matoan'oresa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kana muchindivakira atari yamabwe musaivake namabwe akavezwa nokuti kana mukatora nhemo muchiveza mabwe matoan'oresa. See the chapter |