Eksodo 20:20 - Shona BIBLE20 Mosesi akati kuvanhu, “Musatya henyu, nokuti Mwari akauya kuzokuidzai, kuti mugare muchimutya, murege kutadza.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Mosesi akati kuʋanhu: Musatya henyu, nokuti Mŋari wakaʋuya kuzokuidzai, kuti mugare mucimutya, murege kutadza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Mosesi akati kuvanhu, “Musatya henyu, nokuti Mwari akauya kuzokuidzai, kuti mugare muchimutya, murege kutadza.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mosesi akati kuvanhu, “Musatye henyu nokuti Mwari auya kuzoona kuti muri vanhu vakadii. Anodawo kuti kumutya kukupindei muropa, murege kumutadzira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Mosesi akati kuvanhu, “Musatye henyu nokuti Mwari auya kuzoona kuti muri vanhu vakadii. Anodawo kuti kumutya kukupindei muropa, murege kumutadzira.” See the chapter |