Eksodo 20:18 - Shona BIBLE18 Vanhu vose vakaona kutinhira, nemheni, nezwi rehwamanda, negomo rinopfungaira, zvino vanhu vakati vachiona izvozvo, vakadedera vakamira kure. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋanhu ʋose ʋakaʋona kutinhira, nemheni, nenzwi rehwamanda, negomo rinopfuŋgaira, ɀino ʋanhu ʋakati ʋaciʋona iɀoɀo, ʋakaɗeɗera ʋakamira kure. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Vanhu vose vakaona kutinhira, nemheni, nezwi rehwamanda, negomo rinopfungaira, zvino vanhu vakati vachiona izvozvo, vakadedera vakamira kure. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 VaIsiraeri vose vakanzwa kudhiriridza, nemheni nokurira kwehwamanda. Vakaona utsi huchipwititika mugomo. Vanhu vakati kanha nazvo vakadedera nokutya, vakamirira kure. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 VaIsiraeri vose vakanzwa kudhiriridza, nemheni nokurira kwehwamanda. Vakaona utsi huchipwititika mugomo. Vanhu vakati kanha nazvo vakadedera nokutya, vakamirira kure. See the chapter |