Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 2:24 - Shona BIBLE

24 Mwari akanzwa kugomba kwavo, Mwari akarangarira sungano yake naAbhurahamu, naIsaka, naJakobho.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Mŋari akanzwa kugomba kwaʋo, Mŋari akaraŋgarira suŋgano yake naAbrahama, naIsaka, naJakobo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Mwari akanzwa kugomba kwavo, Mwari akarangarira sungano yake naAbhurahamu, naIsaka, naJakobho.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mwari akanzwa kudandaura kwavo nenhamo ndokurangarira chitenderano chaakaita naAbhurahamu naIsaki naJakobho.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Mwari akanzwa kudandaura kwavo nenhamo ndokurangarira chitenderano chaakaita naAbhurahamu naIsaki naJakobho.

See the chapter Copy

Eksodo 2:24

Follow us:

Advertisements

Advertisements