Eksodo 19:4 - Shona BIBLE4 ‘Makaona zvandakaitira VaIjipiti, uye kuti ndakakutakurai imi pamapapiro egondo, ndikakusvitsai kwandiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Makaʋona ɀandakaitira ʋaEgipita, ʋuye kuti ndakakutakurai imi pamapapiro egondo, ndikakuȿitsai kwandiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 ‘Makaona zvandakaitira vaIjipiti, uye kuti ndakakutakurai imi pamapapiro egondo, ndikakusvitsai kwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 ‘Makaonaka zvandakaita kuvaIjipiti, mukaonawo matakuriro andakakuitai segondo riri kubhururuka rine charakatakura ndichikuunzai kwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 ‘Makaonaka zvandakaita kuvaIjipiti, mukaonawo matakuriro andakakuitai segondo riri kubhururuka rine charakatakura ndichikuunzai kwandiri. See the chapter |