Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 19:21 - Shona BIBLE

21 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Buruka, undoraira vanhu kuti varege kupfuurira kuenda kuna Jehovha kundotarira, kuti vazhinji vavo varege kufa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ƃuruka, undoraira ʋanhu kuti ʋarege kupaza kunaJehova kundotarira, kuti ʋazhinji ʋaʋo ʋarege kufa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Buruka, undoraira vanhu kuti varege kupaza kuna Jehovha kundotarira, kuti vazhinji vavo varege kufa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Buruka undoyambira vanhu kuti varege kudarika muganho vachida kundiona nokuti vakangodaro vazhinji pakati pavo vangafe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Buruka undoyambira vanhu kuti varege kudarika muganho vachida kundiona nokuti vakangodaro vazhinji pakati pavo vangafe.

See the chapter Copy




Eksodo 19:21

Follow us:

Advertisements


Advertisements