Eksodo 19:19 - Shona BIBLE19 Zvino izwi rehwamanda rakati richirira nokurira kwazvo, Mosesi akataura, Mwari akamupindura nezwi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino inzwi rehwamanda rakati ricirira nokurira kwaɀo, Mosesi akataura, Mŋari akamupindura nenzwi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Zvino izwi rehwamanda rakati richirira nokurira kwazvo, Mosesi akataura, Mwari akamupindura nezwi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kuzoti ruzha rwehwamanda rwanyanya kuramba ruchikura, Mosesi akataura. Tenzi akamupindura nezwi raiita zvokutinhira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kuzoti ruzha rwehwamanda rwanyanya kuramba ruchikura, Mosesi akataura. Tenzi akamupindura nezwi raiita zvokutinhira. See the chapter |