Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 19:18 - Shona BIBLE

18 Gomo rose reSinai rakanga richipfungaira, nokuti Jehovha akanga aburukira pamusoro paro mumoto; utsi hwaro hukakwira soutsi hwehovhoni; gomo rose rikazununguka kwazvo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Gomo rose reSinai rakaŋga ricipfuŋgaira, nokuti Jehova wakaŋga aɓurukira pamsoro paro mumŋoto; ʋutsi bgaro ʋukakwira soʋutsi bgeʋira; gomo rose rikazunuŋguka kwaɀo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Gomo rose reSinai rakanga richipfungaira, nokuti Jehovha akanga aburukira pamusoro paro mumoto; utsi hwaro ukakwira soutsi hwevira; gomo rose rikazununguka kwazvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Gomo rose reSinai rakati gude gude kufukidzwa noutsi, nokuti Tenzi akanga aburukira pamusoro paro ari mumoto. Utsi hwakati togo-o sokunge huri kubva muvira romoto. Gomo rose rakandengendeka zvikuru.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Gomo rose reSinai rakati gude gude kufukidzwa noutsi, nokuti Tenzi akanga aburukira pamusoro paro ari mumoto. Utsi hwakati togo-o sokunge huri kubva muvira romoto. Gomo rose rakandengendeka zvikuru.

See the chapter Copy

Eksodo 19:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements