Eksodo 19:17 - Shona BIBLE17 Zvino Mosesi akaudza vanhu kuti vabude pamisasa vasangane naMwari, vamire pajinga regomo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino Mosesi akaʋudza ʋanhu kuti ʋaɓuɗe pamisasa ʋasoŋgane naMŋari, ʋamire pajiŋga regomo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino Mosesi akaudza vanhu kuti vabude pamisasa vasangane naMwari, vamire pajinga regomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mosesi akabva navanhu kumatendhe akauya navo kuzosangana naMwari, vanhu vakasvikomira mujinga megomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mosesi akabva navanhu kumatendhe akauya navo kuzosangana naMwari, vanhu vakasvikomira mujinga megomo. See the chapter |