Eksodo 18:5 - Shona BIBLE5 Jeturo mukarahwa waMosesi akauya navanakomana vaMosesi nomukadzi wake kuna Mosesi murenje, pagomo raMwari, paakanga avaka misasa; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Jetero, mukarabga waMosesi, akaʋuya naʋanakomana ʋaMosesi nomukadzi wake kunaMosesi murenje, pagomo raMŋari, paakaŋga aʋaka misasa; See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Jeturo mukarahwa waMosesi akauya navanakomana vaMosesi nomukadzi wake kuna Mosesi murenje, pagomo raMwari, paakanga avaka misasa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vatezvara vaMosesi, vaJetero, nomudzimai waMosesi navana vake vaviri vakaenda kurenje kwaiva naMosesi kugomo raMwari pavakanga vakadzika matendhe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vatezvara vaMosesi, vaJetero, nomudzimai waMosesi navana vake vaviri vakaenda kurenje kwaiva naMosesi kugomo raMwari pavakanga vakadzika matendhe. See the chapter |