Eksodo 18:15 - Shona BIBLE15 Mosesi akati kumukarahwa wake, “Nokuti vanhu vanouya kwandiri kuzobvunza Mwari; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mosesi akati kumukarabga wake: Nokuti ʋanhu ʋanoʋuya kwandiri kuzobvunza Mŋari; See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Mosesi akati kumukarahwa wake, “Nokuti vanhu vanouya kwandiri kuzobvunza Mwari; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mosesi akapindura vatezvara vake achiti, “Vanhu vanouya kwandiri vachida kuziva kuti Mwari anoti kudii pamhosva dzavo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mosesi akapindura vatezvara vake achiti, “Vanhu vanouya kwandiri vachida kuziva kuti Mwari anoti kudii pamhosva dzavo, See the chapter |