Eksodo 17:2 - Shona BIBLE2 Vanhu vakakavadzana naMosesi, vakati, “Tipe mvura tinwe.” Mosesi akati kwavari, “Munokakavadziraneiko neni? Munoedzereiko Jehovha?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋanhu ʋakarwa naMosesi, ʋakati: Tipe mvura tinwe. Mosesi akati kwaʋari: Munorwireiko neni? Munoidzireiko Jehova? See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Vanhu vakarwa naMosesi, vakati, “Tipe mvura tinwe.” Mosesi akati kwavari, “Munorwireiko neni? Munoedzereiko Jehovha?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vanhu ndokubva vapopotera Mosesi vachiti, “Tipe mvura yokunwa!” Mosesi akati, “Nemhosva yeiko imi muchindipopotera? Ko munoedzereiko Tenzi muchidaro?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vanhu ndokubva vapopotera Mosesi vachiti, “Tipe mvura yokunwa!” Mosesi akati, “Nemhosva yeiko imi muchindipopotera? Ko munoedzereiko Tenzi muchidaro?” See the chapter |