Eksodo 16:6 - Shona BIBLE6 Zvino Mosesi naAroni vakati kuvana VaIsiraeri vose, “Madekwana muchaziva kuti Jehovha ndiye akakubudisai panyika yeIjipiti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino Mosesi naAroni ʋakati kuʋana ʋaIsraeri ʋose: Maɗekwana mucaziʋa kuti Jehova ndiye wakakuɓuɗisai panyika yeEgipita. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Zvino Mosesi naAroni vakati kuvana vaIsiraeri vose, “Madekwana muchaziva kuti Jehovha ndiye akakubudisai panyika yeIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mosesi naAroni vakaudza vaIsiraeri vose vachiti, “Nhasi manheru muchaziva kuti Tenzi ndiye akakuburitsai muIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mosesi naAroni vakaudza vaIsiraeri vose vachiti, “Nhasi manheru muchaziva kuti Tenzi ndiye akakuburitsai muIjipiti. See the chapter |