Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 16:35 - Shona BIBLE

35 Vana VaIsiraeri vakadya mana makore makumi mana, kudzamara vachisvika panyika yakagarwa navanhu; vakadya mana kudzamara vachisvika pamiganhu yenyika yeKenani.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ʋana ʋaIsraeri ʋakadya mana makore makumi manna, kudzimana ʋaciȿika panyika yakagarwa naʋanhu; ʋakadya mana kudzimana ʋaciȿika pamiganhu yenyika yeKanani.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Vana vaIsiraeri vakadya mana makore makumi mana, kudzimara vachisvika panyika yakagarwa navanhu; vakadya mana kudzimara vachisvika pamiganhu yenyika yeKenani.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 VaIsiraeri vakadya mana iyi kwamakore makumi mana kudzamara vazosvika munyika yaigona kugarwa navanhu. Mana iyi vakaidya kusvikira vasvika pamuganhu wenyika yeKanani.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 VaIsiraeri vakadya mana iyi kwamakore makumi mana kudzamara vazosvika munyika yaigona kugarwa navanhu. Mana iyi vakaidya kusvikira vasvika pamuganhu wenyika yeKanani.

See the chapter Copy




Eksodo 16:35

Follow us:

Advertisements


Advertisements