Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 16:33 - Shona BIBLE

33 Zvino Mosesi akati kuna Aroni, “Tora hari uisemo omeri izere nemana, uigadzike pamberi paJehovha, kuti ichengeterwe marudzi enyu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino Mosesi akati kunaAroni: Tora hari uise’mo omeri izere nemana, uigadzike pamberi paJehova, kuti iceŋgeterwe marudzi enyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino Mosesi akati kuna Aroni, “Tora hari uisemo omeri izere nemana, uigadzike pamberi paJehovha, kuti ichengeterwe marudzi enyu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Mosesi akataurira Aroni achiti, “Tora hari uisemo mana iyi inokwana mumarita maviri uigadzike pana Tenzi muichengete pazvizvarwa nezvizvarwa zvenyu zvose.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Mosesi akataurira Aroni achiti, “Tora hari uisemo mana iyi inokwana mumarita maviri uigadzike pana Tenzi muichengete pazvizvarwa nezvizvarwa zvenyu zvose.”

See the chapter Copy

Eksodo 16:33

Follow us:

Advertisements

Advertisements