Eksodo 16:32 - Shona BIBLE32 Zvino Mosesi akati, “Ndiro shoko rakarairwa naJehovha, ‘Omeri izere ngaichengeterwe marudzi enyu, vaone chingwa chandakakugutsai nacho murenje, nguva yandakakubudisai munyika yeIjipiti.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino Mosesi akati: Ndiro shoko rakarairwa naJehova: Omeri izere ŋgaiceŋgeterwe marudzi enyu, ʋaʋone ciŋgwa candakakugutsai naco murenje, ŋguʋa yandakakuɓuɗisai munyika yeEgipita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Zvino Mosesi akati, “Ndiro shoko rakarairwa naJehovha, ‘Omeri izere ngaichengeterwe marudzi enyu, vaone chingwa chandakakugutsai nacho murenje, nguva yandakakubudisai munyika yeIjipiti.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mosesi akati, “Tenzi akatirayira kuti tichengetere zvizvarwa zvedu zvichauya mana iyi inokwana mumarita maviri zvizoona chingwa chatakapiwa naTenzi kuti tidye tichiri murenje panguva yaakatiburitsa muIjipiti.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Mosesi akati, “Tenzi akatirayira kuti tichengetere zvizvarwa zvedu zvichauya mana iyi inokwana mumarita maviri zvizoona chingwa chatakapiwa naTenzi kuti tidye tichiri murenje panguva yaakatiburitsa muIjipiti.” See the chapter |