Eksodo 16:24 - Shona BIBLE24 Vakazviviga kusvikira mangwana, sezvavakanga varairwa naMosesi; zvino izvo hazvina kunhuwa, nehonye hadzina kuzovamo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋakaɀiʋiga kuȿikira maŋgwana, seɀaʋakaŋga ʋarairwa naMosesi; ɀino iɀo haɀina‐kunhuwa, nehonye hadzina‐kuzoʋa’mo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Vakazviviga kusvikira mangwana, sezvavakanga varairwa naMosesi; zvino izvo hazvina kunhuwa, nehonye hadzina kuzovamo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakachichengeta kusvikira mangwana sezvavakanga vaudzwa naMosesi, asi hachina kufuma chakaora kana kuita honye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vakachichengeta kusvikira mangwana sezvavakanga vaudzwa naMosesi, asi hachina kufuma chakaora kana kuita honye. See the chapter |