Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 16:21 - Shona BIBLE

21 Vakazviunganidza mangwanani ose, mumwe nomumwe sezvaaidya; kana zuva ropisa zvakanyakatika.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ʋakaɀiʋuŋganidza maŋgwanani ose, mumŋe nomumŋe seɀaaidya; kana zuʋa ropisa ɀakanyakatika.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Vakazviunganidza mangwanani ose, mumwe nomumwe sezvaaidya; kana zuva ropisa zvakanyakatika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vaichinonga achiri mangwanani zuva nezuva mumwe nomumwe achinonga chaanokwana kudya pazuva. Asi chaiti kana zuva ropisa chonyakatika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Vaichinonga achiri mangwanani zuva nezuva mumwe nomumwe achinonga chaanokwana kudya pazuva. Asi chaiti kana zuva ropisa chonyakatika.

See the chapter Copy

Eksodo 16:21

Follow us:

Advertisements

Advertisements