Eksodo 16:13 - Shona BIBLE13 Zvino madekwana zvihuta zvakauya, zvikamhara zvikafukidza misasa; fume mangwana dova rakanga rakapoteredza misasa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino maɗekwana ɀihuta ɀikakwira, ɀikafukidza misasa; fume maŋgwana ɗoʋa rakaŋga rakapoteredza misasa See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvino madekwana zvihuta zvikakwira, zvikafukidza misasa; fume mangwana dova rakanga rakapoteredza misasa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ava manheru kwakauya zvihuta zvizhinji zvikazara pamatendhe avo, mangwana acho dova rikafuma rakati ware ware panharaunda yamatendhe avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ava manheru kwakauya zvihuta zvizhinji zvikazara pamatendhe avo, mangwana acho dova rikafuma rakati ware ware panharaunda yamatendhe avo. See the chapter |