Eksodo 16:10 - Shona BIBLE10 Zvino Aroni akati achataura neungano yose yavana VaIsiraeri, ivo vakaona kubwinya kwaJehovha kuchiratidzwa mugore. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino Aroni wakati acataura neʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, iʋo ʋakatarira kurutiʋi rwokurenje, ʋakaʋona kubginya kwaJehova kuciratidzwa mugore. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Zvino Aroni akati achataura neungano yose yavana vaIsiraeri, ivo vakaona kubwinya kwaJehovha kuchiratidzwa mugore. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Aroni paakanga achitaura negungano rose ravaIsiraeri, vakatarira kurenje ndokuona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kuri mugore. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Aroni paakanga achitaura negungano rose ravaIsiraeri, vakatarira kurenje ndokuona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kuri mugore. See the chapter |