Eksodo 15:24 - Shona BIBLE24 Zvino vanhu vakapopotera Mosesi, vakati, “Tichanweiko?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino ʋanhu ʋakapopotera Mosesi, ʋakati: Ticanweiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino vanhu vakapopotera Mosesi, vakati, “Tichanweiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ipapo vaIsiraeri vakapopotera Mosesi vachiti, “Zvino tonwei?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ipapo vaIsiraeri vakapopotera Mosesi vachiti, “Zvino tonwei?” See the chapter |