Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 15:21 - Shona BIBLE

21 Miriami akavapindura akati, “Imbirai Jehovha, nokuti akasimuka nesimba rake; akakandira bhiza nomutasvi waro mugungwa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Miriami akaʋapindura, akati: Imbirai Jehova, nokuti wakasimuka nesimba rake; Wakakandira biza nomutaȿi waro muguŋgwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Miriami akavapindura akati, “Imbirai Jehovha, nokuti akasimuka nesimba rake; akakandira bhiza nomutasvi waro mugungwa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Miriamu akashaura vachiti; “Imbirai Tenzi nokuti akurira, akurira zvino mukurumbira, ngoro dzehondo navachairi vacho azviti mugunwa bvuva bvuva.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Miriamu akashaura vachiti; “Imbirai Tenzi nokuti akurira, akurira zvino mukurumbira, ngoro dzehondo navachairi vacho azviti mugunwa bvuva bvuva.”

See the chapter Copy

Eksodo 15:21

Follow us:

Advertisements

Advertisements