Eksodo 14:15 - Shona BIBLE15 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Unodanidzireiko kwandiri? Udza vana VaIsiraeri kuti vapfuurire mberi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Unoɗanidzireiko kwandiri? Ʋudza ʋana ʋaIsraeri kuti ʋapfuʋurire mberi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Unodanidzireiko kwandiri? Udza vana vaIsiraeri kuti vapfuurire mberi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Tenzi akati kuna Mosesi, “Uri kuchemereiko kwandiri? Udza vaIsiraeri kuti varambe vachifamba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Tenzi akati kuna Mosesi, “Uri kuchemereiko kwandiri? Udza vaIsiraeri kuti varambe vachifamba. See the chapter |